Chinubhaka

Kubva Wikipedia
Nubhaka, Baca
Nubaca
Ichizvakwa che: Kameruni
Vatauri: 4,500 (2007)
Mhuri ye

Mutauro:

Chinaija-Kongo
Makhodhi emutauro
ISO 639-3 baf
Glottolog nuba1241
Guthrie code A.621
ELP Nubhaka

Chinubhaka (chinonyorwa sekuti Nubaca) kana Chibhaka, mutauro we Chibantu unotaurwa kuKameruni ne Vanubhaka. Mutauro uyu unotyiwa kufa nevakuru venzanga yayo nokuda kwekuti vadoko vanosarudza Chifurenji pamusoro pemitauro ye Chivanhu chavo. Kunyangwe vachigona kutaura uye kunzwisisa mutauro wacho pamazuvaose vanoisa Chifurenji pauzuru. Pamusoro pezvo vamwe vemunzanga ye chiNubhaka vanotauro wo mimwe mitauro senge Chibhasaa kunyanya mitauronyina yekumaodzanyemba, uyewo Chinugunu ne Chiewondo.[1]

Mashoko anotodza Chishona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Baca vanoti à≠kã́ã́ⁿd̥ (n. woman) kureva mukadzi.
  • Baca vanoti jɔ̂k (n. snake, serpent) kureva nyoka.
  • Baca vanoti kʊ̀≠sál (v. cut open) kureva kucheka.
  • Baca vanoti kɪ̀≠jàjá (n. ringworm) kureva chisasa.
  • Baca vanoti kì≠múmɜ̀ (n. deaf mute) kureva chimumumu.
  • Baca vanoti kì≠ɲíɲ kureva nhengokadzi.
  • Baca vanoti kɪ̀≠pàbá (n. Eng wing ) kureva bapiro.
  • Baca vanoti kì≠pín (n. dance) kureva kudzana. Chewa vanoti kuvhina.
  • Baca vanoti kɪ̀≠tɔ̀ŋ (n. country ) kureva nyika. Fananidzai nokuti - Rooranai vematongo?
  • Baca vanoti kɪ̀≠tɛ́ (n. saliva) kureva mate.
  • Baca vanoti kʊ̀≠fʷág-à (v. build) kureva kuvaka.
  • Baca vanoti kʊ̀≠tɛ́m-à (v. clear land for planting) kutema miti uchiita munda.
  • Baca vanoti m≠bàl (n. leopard) kureva mbada.
  • Baca vanoti m̀≠pásà (n. twin) kureva mupatya.
  • Baca vanoti mʊ́≠tát (num. three) kureva nhatu.
  • Baca vanoti mʊ́≠tâːn (num. five) kureva shanu.
  • Baca vanoti mṹ≠ũ̀ⁿt (n. person) kureva munhu.
  • Baca vanoti ŋ̀≠hùm (n. pregnancy) kureva nhumbu.
  • Baca vanoti ŋ≠gún (n. tortoise - land) kureva hamba.
  • Baca vanoti ŋ̀≠kúɲ (firewood) kureva huni.
  • Baca vanoti p≠fɛ́mɛ̀ (n. breath) kureva mufemo.
  • Baca vanoti tàáɾɛ̀ (n. father) kureva baba. Fananidzai nokuti tateguru?

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Baca vanoti m̀≠jàjà (n. cousin) kureva muzaya.

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. https://www.ethnologue.com/language-of-the-day/2019-10-17