Chikunda
Mataridziko
Chikunda mutauro unowanikwa kuZambia.
Mazwi Anotodza Shona
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Izwi rokuti meno (teeth) ndiro rimwe kuChikunda neShona.
- Izwi rokuti mano (intelligence) ndiro rimwe kuChikunda neShona.
- Izwi rokuti munda (field) ndiro rimwe kuChikunda neShona.
- Izwi rokuti mukati (inside) ndiro rimwe kuChikunda neShona.
- Izwi rokuti zuwa (sun) ndiro rimwe kuChikunda neShona.
- Kunda inoti mpaka (until) kureva kudzimara. Mamwe mazwi: citowo (n. lake) kureva nyanza.
- Kunda inoti liziwi kana maziwi pakuwanda (n. word) kureva izwi.
- Kunda inoti mulumbwana (boy) kureva murumbwana. Mamwe mazwi: mbuto (n. seed) kureva mbeu.
- Kunda inoti kutemwa (to love). Zvichida izwi iri rinotodzana nerinoti mutemwa.
- Kunda inoti po – pangila (place of making). Zvichida izwi iri rinotodzana nerinoti bangira.
- Kunda inoti mpando (chair) kureva chigaro. Mamwe mazwi: kunuma (behind) kureva kumashure.
- Kunda inoti mwalimu (teacher) kureva mudzidzisi.
- Kunda inoti culu (ant-hill) kureva chulu. Mamwe mazwi: -zunga (v. going around).
- Kunda inoti ka-simbi (small girl) kureva kasikana. Mamwe mazwi: koni (n. bird) kureva shiri.
- Kunda inoti luwango (winnowing basket) kureva rusero.
- Kunda inoti nongo (clay pot) kureva hari. Mamwe mazwi: cine luwali (num. Seven. Means four on one side) kureva nomwe.
- Kunda inoti mwaka (year) kureva gore. Mamwe mazwi: mtanda (num. six) kureva nhanhatu.
- Kunda inoti njinga (bicycle) kureva bhasikoro. Mamwe mazwi: cakushalila (adj. last) kureva chekuguma.
- Kunda inoti cola (bag) kureva bhegi. Mamwe mazwi: -pyanga (n. sweep) kureva kutsvaira.
- Kunda inoti nthekwe (snuff dispenser) kureva nhekwe. Mamwe mazwi: tali (long) kureva refu.
- Kunda inoti cisamphi (bedmat) kureva rupasa.
- Kunda inoti nswanda (basket) kureva tswanda.
- Kunda inoti unga (mealie meal) kureva hupfu.
- Kunda inoti nkhunde (beans) kureva nyemba kana makunde.
- Kunda inoti lemba (write) kureva kunyora.
- Kunda inoti chisasa (door of reeds) kureva sasa.
- Kunda inoti m'punga (rice) kureva mupunga.
- Kunda inoti langa (to initiate) kureva kuvambira.
- Kunda inoti mutwe (head) kureva musoro.
- Kunda inoti chikumbe (farmer) kureva murimi.
- Kunda inoti munzi (village) kureva musha.
- Kunda inoti menzi (water) kureva mvura.
- Kunda inoti nzila (manner, way) kureva nzira.
- Kunda inoti nzala (hunger) kureva nzara.
- Kunda inoti kulya (food) kureva kudya.
- Kunda inoti munsi (pestle) kureva mutsi. Mamwe mazwi: mulwendo (n. stranger) kureva muenzi.
- Kunda inoti chitonga (cob of maize) kureva muguri wechibage.
- Kunda inoti manga (build) kureva kuvaka. Zvichida ndipo panobva izwi rokuti mhangwa.