Mhangwa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
  • Mhangwa (Claypot in a series of stacked pots - other than lowest and topmost) zvichireva hari dzakarongwa pachikuva dziri pakati peyezasi neyepamusoro.
  • Mhangwa (advise, concerted plan) zvichireva zano rawapangwa nemukuru.
  • Mhangwa sezita (a family name)

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLugwere neVaLugungu vanoti kupanga (v. arrange, organise, align, queue or line up; put such that in a certain order or arrangement).
  • Mururimi rweKikongo vanoti vanga (to make, do, perform, execute, construct, prepare, cause, form, mend, repair).
  • VaKongo vanoti vangwa (to compose, to make - used of the materials, to be made, be done, be complete).
  • Kikongo vanoti vangwa (n. deed). Mamwe mazwi: vangulula (to do again, make over again, to remake). Vangalala, vangilwa.


Nota disambigua.svg
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.