Bangira

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Bangira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLenje vanoti pangila (used of giving a woman in marriage).
  • VaZigula vanoti kupangira (1. divide for, 2. distribute to, 3. divide by/with, use to divide, 4. distribute with, use to distribute, 5. share with).
  • VaZigula vanoti kupanga (divide, distribute, separate, arrange, plan prevent from).