Svetuka kuchirochemo

Murumbwana

Kubva Wikipedia

Murumbwana, mukororo (son) apa kureva mwanakomana wemunhu ari kutaurwa nezvake.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Izwi rokuti mulumbwana kana mlumbwana (a young man) rinotautwa mururimi rweChewa.
  • Izwi rokuti omuna (son, child) rinotautwa mururimi rweHerero.
  • VaTonga vanoti mwana mulombe (n. male child) kureva mwanakomana.
  • VaTonga vanoti mwana musimbi (n. female child) kureva mwanasikana.