Category:Mazita eKupiwa eChivanhu (Chishona)

Kubva Wikipedia

Panguro rino ndere mazita ekupiwa akavamba kubva pamitauro ye Chivanhu (Chishona), senge Chikaranga, Chikalanga, Chindau, Chikorekore, Chibuja, Chibarwe, Chimanyika, ne mimwe mitauro.