Ivhurehama

Kubva Wikipedia

Ivhurehama kana Vhurehama izita reChivanhu rinotodza zita roku Abarahama, asi iri rinosanganisa mashoko okuti Ivhu kureva nyika, chisi uye neshoko rokuti hama kureva mhuri. Chirevo chezita iri ndechokuti ivhu kana nyika ye hama, kureva vaye vakauya mumashure medu uye vaye vachazotitevera.

Mamwe mazita akafanana Abarahama, Vhuramai

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]