Tashinga
Tashinga izita uye chidimbu chemamwe mazita eChishona rinobva pashoko rokuti Kushinga.
Mamwe mazita akafanana anosanganisa Ashinga, Rushingo, Shingai, Shingiso, Kushinga, Mashinga, Tashinganashe, Washinganei
Pane nzvimbo yekwedu kuZimbabwe inonzi Tashinga