Asimudzwanashe

Kubva Wikipedia

Asimudzwanashe izita reChishona rinonzwika serechikomana, asi ringagona kuva rechikadzi semazita mazhinji echishona. Mamwe mazita aripedyo anasanganisa Isheamusimudza, Akudzwanashe, Isheamukudza.

Pachipfupi munhu anganzizve Asimudzwa.