Samweri

Kubva Wikipedia

Samweri, Samueri, Samuere izita reChishona rinemavambo kuChihebheru. Zita iri rinowanikwa muBhaibheri muman'wadhi mairi aSamweri, Pachihebheru rinonzi Shemu'el, Sh'mael

Zita rinofungidzirwa kuti rinoreva sozvinotevera pazasi.

  • Shem (zita) El (Mwari) = Zitarashe, Zitarakendishe
  • Sh'ma (inzwa) El (Mwari) = Isheanzwa.

Vanhu vane zita:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Ringai zvw:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]