Zivai

Kubva Wikipedia

Zivai izita rekupiwa rinogona kushandiswa nevose vanhukadzi kana vanhurume, rinobva pashoko reChivanhu rekuti kuziva. Nokusiyana kwemitauro yeChivanhu rinogona kunyorwa zve sa Ziwai. Izita rinovudza kana kuraira vanhu kuti vave neruzivo.

Mamwe mazita aripedyo anosanganisa: Ruzivo, Ziviso, Muzivi, Zivisanai, Azivei

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]