Joshuwa (zita)

Kubva Wikipedia

Joshuwa kana Yoshuwa izita reChishona rakavamba kubva kuChihebheru nokuda kwe Ukristu uye nedzimwe nzira. Zita rokuti Joshuwa rakafanana nezita raIshe Jesu, zita ravo pachokwado rinonzi Yehoshua richizodimburwa ya Yeshua kana Yoshua nekuda kweizvi mazita okuti Jesu na Joshuwa izita rimwechete.

Mamwe mazita angasanganisa Josefa, Jakove, Ishemanzwa, Samweri

Vanhu vane zita:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]