Yeukai

Kubva Wikipedia

Yeukai izita reChivanhu rinowanzo puhwa kuvana veubare hwechisakana asi rinogona kukwanisa kupuhwa zve kuvana ubarerume. Zita iri rinobva pashoko rokuti kuyeuka rinoreva zvimwe ngokuti kurangarira kana kukarakadza sepaChindau, uye pakunyorwa kana vanhu vachida kunakisa manyorerwo ezita racho vanogona kurinyora sokudai futi: Yeukayi.

Mamwe mazita akaita kakufanana nezita iri ndeaya: Rangarirai, Rangariro, Karakadzo, Karakadzai, Yeutsai, Yeutsamoyo, Yeuko

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]