Betsira (zita)

Kubva Wikipedia

Betsira kana Etsira izita reChishona rinobva pashoko rokuti kubetsira (kana futi kubatsira, kudetsera uye kuetsera) munhu. Zita iri rinoenderana nerimwe zita reChihebheru rekuti Ezira pachirevo.

Mamwe mazita anosanganisa Betserai, Mubetseri, Nyaradzai, Munyaradzi

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]