Muzivi

Kubva Wikipedia

Muzivi kana Mzivi izita rekupiwa rinogona kushandiswa zvose nevanhukadzi kana vanhurume, asi rinowanzo puhwa vana vechikomana. Paruvambo rinobva kuChivanhu pawito rekuti kuziva. Nokusiyana kwemitauro ye Chivanhu rinogona kunyorwa zve sa Muziwi. Rinoreva kuti munhu anoziva kana aneruzivo.

Mamwe mazita aripedyo anosanganisa: Ruzivo, Zivai, Ziviso, Zivisanai, Azivei

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]