Shingai

Kubva Wikipedia

Shingai izita reChivanhu rinoshandiswa nevanhurume uye nevanhukadzi. Chirevo charo chinowanikwa pashoko riri muboka re zvhiito rokuti Kushinga.

Mamwe mazita akafanan neiri anosanganisa aya: Shingiso, Tashinga, Ashinga, Washingei, Mashinganei

Vanhu vane zita:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Shingai Shoniwa - muyimbi Mzimbabwene wechiBhuritani, uye ari muboka revayimbi rinonzi Noisettes.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]