Zivisanai

Kubva Wikipedia

Zivisanai izita rakanaka kwazvo rinogona kushandiswa nevose vanhukadzi kana vanhurume, rinobva pashoko reChivanhu rekuti kuziva. Nokusiyana kwemitauro ye Chivanhu rinogona kunyorwa zve sa Ziwisanai. Izita rinovudza kana kuraira kuti vanhu vapanane ruzivo.

Mamwe mazita aripedyo anosanganisa: Ruzivo, Zivai, Muzivi, Ziviso, Azivei

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]