Taonaishe

Kubva Wikipedia

Taonaishe izita rechishona rinoreva pachizere kuti "taona Mwari", zvinga reva pachidi kuti vanhu vaona Mwari namaziso avo aripachiso kana kuti vaona Mwari muupenyu hwavo. Kureva zviitiko zvoupenyu hwavo zvinoratidza kufamba kwa Mwari, kunyanya paye panowanikwa munana.

Ringanyogwa zve sa Tavonaishe, Tawonaishe.

Mamwe mazita aripedyo kana akati fananei anosanganisa: Taonaishemudima, Mudimataonashe, Taoneswa, Taonei, Tarirai, Tariro