Zendaya (zita)

Kubva Wikipedia

Zendaya izita reChishomerika, rakavambwa kubva pazita rokuti Tendai nevabereki vemudanhi wekuAmerika anonzi Zendaya. Richisiyana nezita rekuti Tendai, iri izita rechikadzi kwete rechero vakadzi ne varume, asi zvinogona kuzoitika kuti pane murume angave nezita rachona, nguva ndiyo icharakidza.

Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChibantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGulu vanoti zendaga, yendaga, kwendaga (v. they are loving). Izwi rinoshandiswa maringe nemipanda yemazita.
  • VaGulu vanoti nyenda (v. I love) kana chenda (v. we love). Mamwe mazwi wenda (v. you love - singular) kana mwenda (v. you love - plural).
  • VaGulu vanoti wenda, chenda, dyenda, lwenda, kwenda (v. it loves or likes). Izwi rinoshandiswa maringe nemipanda yemazita - noun classes.

Vanhu vane zita:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]