Madeko (sezita)
Madeko izita rechisikana rinovamba pamashoko eChishona okuti madekwana, manhoko uye madeukira, kana pachiito chokuti kudoka.
Kumwe[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
KuJapani vanoshandisa zita rokuti Madoka sezita rechisikana rinoreva zvakasiyana nekuda kwekushandiswa kwe Kanji. MuChishona zita rokuti Madoka rinoshandiswa sezita remhuri.