Noni

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuVaNoni)

Noni kana Nooni mutauro unowanikwa kuCameroon.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Noni vanoti baa (n. the colour white) kureva ruvara ruchena. Mamwe mazwi: ba (v. shine; be white). Fananidzai nenyaudzosingwi yokuti bhaa?
  • Noni vanoti baba (v. carry a baby on the back) kureva kubhabhura.
  • Noni vanoti bala (foreign; of a country or nation or tribe other than one’s own country, nation, or tribe). Fananidzai nokuti munhu mupara?
  • Noni vanoti bale (plain or level area of land).
  • Noni vanoti bine (dance, music). Chewa vanoti kuvina.
  • Noni vanoti Bomeen (Creator God) kureva Mwari Nyakusika.
  • Noni vanoti bonen (heal; be well, be better, physically improved) kureva kupona.
  • Noni vanoti bon (n. brain). Lingala vanoti bongo kurova huropi.
  • Noni vanoti cee (n. father) kureva baba.
  • Noni vanoti wee ntum (n. messenger) kureva mutumwa.
  • Noni vanoti taa (look or gaze; see; supervise; watch; care for someone or something; search) kureva kutara.
  • Noni vanoti tan (v. count, read). Kikongo vanoti kutanga.
  • Noni vanoti tata (n. elderly father).
  • Noni vanoti Tata Nyo (n. Lord God).
  • Noni vanoti teme (n. axe) kureva demo.
  • Noni vanoti tfume (v. throw) kureva kukanda. Fananidzai nokuti pfumo?
  • Noni vanoti tolo (n. stranger; a foreigner, newcomer) kureva mutorwa.
  • Noni vanoti daa (v. connect, arrange, bridge over, fit something).
  • Noni vanoti defe (adj. long, tall) kureva refu.
  • Noni vanoti ffuw (n. foam) kureva furu.
  • Noni vanoti ffuse (1. unearth any crop such as potatoes; 2. exhume; dig up something that has been buried; 3. dig out). Fananidzai nokuti kufusira?
  • Noni vanoti fingenge (n. yellow colour).
  • Noni vanoti gaw (distribute; divide between or share) kureva kugova.
  • Noni vanoti gaw (a share or a part; one's share of meat after hunting) kureva mugove.
  • Noni vanoti gwagwa (n. duck) kureva dhadha.
  • Noni vanoti gbwe (fall; the power, position, influence of someone coming to an end; to suffer failure or defeat) kureva kuwa.
  • Noni vanoti jise (n. eye) kureva ziso.
  • Noni vanoti jite (heavy or weight) kureva huremu.
  • Noni vanoti kenton (cold; low temperature; not warm or hot) kureva kutonhora.
  • Noni vanoti ken'yeese (n. light, lamp).
  • Noni vanoti ketaale (n. platform made of bamboo for drying crops) kureva dara.
  • Noni vanoti ketu (n. ear; medicinal plant which produces medicine for the ear).
  • Noni vanoti nyam (n. animal, meat) kureva mhuka. Mamwe mazwi: nyam (man’s fallen, sinful nature with its evil desires and passions).
  • Noni vanoti kuuke (1. be big or large; 2. be heavy or weighty, 3. be highly influential, 4. be great or awesome5be honorable).
  • Noni vanoti kuw (v. become wealthy, grow fat). Fananidza nokuti kukuwa?
  • Noni vanoti kuwse (1. increase or enlarge, 2. exaggerate, 3. build up a fire).
  • Noni vanoti lem (1. work, 2. cultivate) kureva kushanda kana kurima.
  • Noni vanoti leme (n. tongue) kureva rurimi.
  • Noni vanoti low (v. curse or to bring a curse on someone) kureva kuroya.
  • Noni vanoti lum (v. 1. pain, 2. labour before birth).
  • Noni vanoti lum (v. expensive; costing very much) kureva kudhura.
  • Noni vanoti kuse (v. 1. under, 2. beneath, 3. subject to, 4. to loose something).
  • Noni vanoti nanase (n. pineaplle) kureva chinanazi.
  • Noni vanoti nele (1. straighten, 2. correct by remedial measures, 3. discipline, 4. explain, 5. teach).
  • Noni vanoti kam (v. squeeze, wring) kureva kukama.
  • Noni vanoti yamse (v. breast feed) kureva kuyamwisa.
  • Noni vanoti yam (v. breast feed; suck, draw liquid into the mouth) kureva kuyamwa.
  • Noni vanoti yeele (n. red in colour) kureva ruvara rutsvuku.
  • Noni vanoti yidien (edibles or things to eat) kureva zvidyo.
  • Noni vanoti yimew (n. another) kureva imwe kana chimwe.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Noni vanoti lam (1. spread all over, especially true with creeping crops; 2. come over as a dream comes over someone) kureva kutandira.
  • Noni vanoti lawe (1. cobweb made by a spider; 2. gristle; strands or string of tough tissue in meat; 3. vine) kureva dandemutande.
  • Noni vanoti kpwen (v. 1. satisfy; to please someone by meeting their needs, 2. suffice or be sufficient) kureva kukwana.
  • Noni vanoti kpwɛntɛn (1. worthy; having worth or merit; 2. suitable).
  • Noni vanoti ntele (section of an area of land such as farm, hill, or mountain).

[1] [2]

  1. "Archive copy". Archived from the original on 2022-01-25. Retrieved 2021-04-01. 
  2. https://www.webonary.org/