Kupona

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kupona (to live, to survive danger, to be rescued) zvinoreva kurarama kubva munjodzi kana hurwere.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaTonga vanoti kupona (be well; live; recover) kureva kupona.
  • VaSwahili vanoti pona (1. flee, survive danger; 2. be rescued or saved; 3. make a living, live, exist. 4. improve; recover from an illness) kureva kupona.
  • VaSwahili vanoti ponea (1. be saved by. 2, live off, be dependent for one's livelihood on something).
  • VaSwahili vanoti ponyesha (1. cause to flee/run away; 2. rescue, save, heal cure).
  • VaChewa neMang'anja vanoti chira (to recover, to be cured or feel better after illness) kureva kupora.
  • VaKikuyu neVaZigula vanoti kuhona (heal up; survive; get better) kureva kupona.
  • VaDigo vanoti pona (1. to recover after a disease; to survive an illness, be healed; 2. to escape unharmed, to survive e.g. an accident) kureva kupona.