Dzvatsvatsva

From Wikipedia
(Redirected from Dandemutande)
Jump to navigation Jump to search

Dzvatsvatsva kana nyarutanda (Spider) kapuka kemhando yembuyu kane makumbo masere(eight) kane marudzi akawanda. Vamwe vatauri vanoti dzvatsvatsva.

Buwe kana buve (A poisonous hairy spider). Pahuwandu toti mapuwe.

Buwe

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • BaKalanga vanoti ludandi (spider's web) kureva dandadzi.
  • VaZigula vanoti kutanda (spread out, spreading out). Sokuti Nkhunde zitanda - (the beans have spread out) - bhinzi dzatandira.
  • VaLuba vanoti mitanda (spiders) vachireva nyarutanda.
  • MaZulu vanoti ulwebu, ubulembu kana ululembu (n. Spider's web). Muenzaniso: ulwe6u lolwembu (web of spider) kureva dandemutande.