Kuyamwisa

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKuyamwa)

Kuyamwisa (breast-feeding) zvinoreva kupa mwana mucheche mukaka unobuda muzamu raAmai vake.

  • Kuwonga (to nurse; to suckle; to breastfeed).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaHaya neVaRundi vanoti kwonka (to suck; to nurse) kureva kuyamwisa. Barotse vanoti -anya (to drink breast milk) kureva kuyamwa.
  • VaGungu vanoti kwonka (to suckle) vachireva kuyamwa. Mazwi anotodzana: kwonkya (to suckle a baby) vachireva kuyamwisa mwana.
  • VaDigo vanoti amwa (to suck, to suckle) vachireva kuyamwa. Mazwi anotodzana: amwisa (to suck, to suckle) vachireva kuyamwisa.
  • Baila vanoti kufunguka (to be weaned; to be adopted. Stat: fungula) kureva kurumurwa. Kimbundu vanoti kuamua (v. suck, suck up, aspirate).
  • MaZulu vanoti lumula (wean) vachireva kurumura. Zigula inoti kugoboza (to wean; weaning) vachireva kurumura.
  • Kikuyu vanoti korera (v. suckle) vachireva kuyamwisa.