Kukuwa

Kubva Wikipedia

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Sena vanoti kukhuwa (to shout) kureva kukuwa. Chuwabo vanoti okuwa (call; shout) kureva kukuwa.
  • VaGwere vanoti kuweerera (loose intensity, fade out, become ineffective; be out of range) vachireva kukuva.
  • VaGwere vanoti kuwa (be out of range).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.