Kukwana

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kukwana (be fitting, be appropriate, suit, deserve, to be sufficient, enough).

  • Kana chiri chipfeko zvinoreva kuti chinenge chiri saizi chaiyo isina kukurisa kana kudupika.
  • Kana iri mari zvinoreva kuti yakaenzana nemutengo wenhumbi iri kutengwa.
  • Kana ari munhu panenge pachinzi pfungwa dzake dzakati kwesere anofunga somunhu kwaye.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaGanda vanoti gwana (be expedient; be right) zvichida vanoreva kukwana.
  • VaTiriki vanoti khukwana (be necessary, be fitting, be appropriate, suit, deserve) zvichireva kukwana.
  • VaTiriki vanoti khukwanira (be necessary, be fitting, be appropriate, suit, deserve) kukwanira.