Lomwe
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuVaLomwe)
Lomwe mutauro unowanikwa kuMozambique.
Mazwi Ari Pedyo neShona
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaLomwe vanoti ekasha (n. box) kureva chikasha.
- VaLomwe vanoti empa (n. house) kureva imba.
- VaLomwe vanoti ehime (n. well) kureva tsime.
- VaLomwe vanoti esapato (n. shoe) kureva tsapata.
- VaLomwe vanoti eshima kana esima kureva (nsima) sadza.
- VaLomwe vanoti ekhaka (guinea fowl) kureva hanga.
- VaLomwe vanoti ekhwali (n. partridge) kureva chikwari.
- VaLomwe vanoti ekhala (crab) kureva ngara.
- VaLomwe vanoti epula (rain) kureva mvura iri kunaya. VaTswana vanoti pula (rain) zvakare.
- VaLomwe vanoti ekacaaso (n. brandy) kureva kachasu.
- VaLomwe vanoti sisora (scissors) kureva chigero kana tizora.
- VaLomwe vanoti emeesa (n. table) kureva meza kana tafura.
- VaLomwe vanoti ekhara (n. head pad) kureva hata.
- VaLomwe vanoti haci (horse) kureva hachi.
- VaLomwe vanoti ikhuuni (firewood) kureva huni.
- VaLomwe vanoti kapuro (slave) kureva muranda.
- VaLomwe vanoti khumi (n. ten) kureva gumi.
- VaLomwe vanoti musiphe (n. vein) kureva tsinga.
- VaLomwe vanoti mwiili (n. body) muviri.
- VaLomwe vanoti makwikwi (n. eyebrow).
- VaLomwe vanoti mwaana (child) mwana.
- VaLomwe vanoti mayi kana amaani (mother) kureva amai.
- VaLomwe vanoti muramu (brother-in-law; sister-in-law) kureva muramu.
- VaLomwe vanoti munna (cousin).
- VaLomwe vanoti mpava (n. thief) kureva mbavha.
- VaLomwe vanoti mwene (chief) kureva ishe.
- VaLomwe vanoti musika (n. market) kureva musika.
- VaLomwe vanoti mareca (leprosy) kureva maperembudzi.
- VaLomwe vanoti mukate (n. bread) kureva chingwa.
- VaLomwe vanoti mwinyu (n. salt) kureva munyu.
- VaLomwe vanoti mukoyi (rope) kureva tambo.
- VaLomwe vanoti munini (owner) kureva mwene.
- VaLomwe vanoti mukaripo (n. harp).
- VaLomwe vanoti Muluku (God) kureva Mwari.
- VaLomwe vanoti manyumwa (grapefruit).
- VaLomwe vanoti thelele (n. okra) kureva derere.
- VaLomwe vanoti mwiiwa (n. thorn) kureva minzwa kana mihwa.
- VaLomwe vanoti mwala (cliff). Ko chimwara?
- VaLomwe vanoti mooro (n. fire) kureva moto.
- VaLomwe vanoti makhala (charcoal) kureva makara.
- VaLomwe vanoti mweeri (n. moon, moonlight, month) kureva mwedzi.
- VaLomwe vanoti masana khumi (n. thousand) kureva chiuru.
- VaLomwe vanoti musokho (n. tax) kureva mutero.
- VaLomwe vanoti murarance (orange tree) kureva muorenji.
- VaLomwe vanoti mukhwani (green cabbage) kureva kabheji. Ko zita rinonzi Mukwani?
- VaLomwe vanoti mukoro (n. can) kureva mugoro.
- VaLomwe vanoti mpaka (until) kureva mupaka.
- VaLomwe vanoti nantara (elephantiasis) kureva chirwere chokufuta makumbo.
- VaLomwe vanoti nsu (word) kureva izwi.
- ↑ "Archive copy". Archived from the original on 2021-06-24. Retrieved 2019-06-13.
- ↑ https://www.sil.org/system/files/reapdata/42/87/85/42878520858939611669725951393273730609/sillcdd_39.pdf