Svetuka kuchirochemo

Munzwa

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMinzwa)

Munzwa kana muhwa (thorn) mutezo wedzinde une munzi unobaya. Madzinde ane minzwa anosanganisira: feso, mubayamhondoro.

  • Kutumbura extract thorn from flesh using a safety pin) apa kureva kubvisa munzwa uchishandisa tsono kana chipeneti.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Ndichauparadza; haungarangurwi, kana kurimwa; asi uchamera minzwa norukato: It will turn into a desert, neither pruned nor hoed; it will be covered with thorns and briars. (Isaiah 5:6, Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Shambala neYao vanoti mwiwa (thorn) kureva munzwa. Pakuwanda vanoti miwa.
  • VaZigula vanoti mwiwa (thorn) kureva munzwa. VaZigula vanoti mwiwa (quill of a porcupine) kureva munungu wenungu.
  • VaTonga vanoti bumvwa (thorn) kureva munzwa. Kinande vanoti erihwa (n. thorn) kureva munzwa.
  • VaKagulu vanoti muwa (n. thorn) kureva munzwa. Lugwere vanoti muwa (n. thorn tree species) kureva munzwa.