Ngara

Kubva Wikipedia

Mitauro yeChiBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaLugungu vane hove inonzi Ngara (fish species) ine makwati machena, besu reYellow, mazai eGrey.
  • VaChewa vanoti ngara (a head of grain; an ear of wheat).
  • Vatauri veSwahili vanoti ngara (young cob) kureva chibage chichangotanga kuita muguri.
  • VaTaita vanoti ngala (young cob) kureva muguri mutete wechibage.
  • VaYao vanoti ngala (a fresh-water crab) kureva gakanje.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.