Mukwani

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mukwani izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Admire Mukwani; Tinashe Mukwani; Rudo Mukwani.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

Mazita ari Pedyo[chinja | edit source]