Derere

From Wikipedia
Red Okra Pods.jpg

Derere idzinde rinokura richiita zvimapodzi zvinodyiwa semurirwo. Derere rinodyiwa Pasirose kusanganisira kuEurope neNorth America.

Panochekwa derere panoonekwa mucherechedzo wegonyoshanu.

Mhando dzeDerere[chinja | edit source]

Dzinde reGomaranga

Mhandamareva imhando yederere.

  • Hundi kana hwindi (Chaff of threshed millet and sorghum) apa kureva magufu erukweza kana mhunga.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Nyungwe inoti therere (n. okra) kureva derere.
  • Zigula inoti kudela (v. to be slack, to be loose).