Kachasu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kachasu imhando yedoro riri muchikamu kana bato rimwe nekangopisa. Kachasu nekangopisa zvakasiyana pakuti kachasu kanoda kusvika hukorwa zvikamu zana muzana (100%, absolute alcohol).

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • VaChewa vanoti chasu (brandy, spirits).
  • VaChewa vanoti kachasu (wine).