Svetuka kuchirochemo

Chibwisi

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuVaBwisi)

Lubwisi mutauro unowanikwa kuUganda neCongo, Kinshasa. Kana kuri kuDRC mutauro uyu unonzi Talinga.

Mazwi Ari Pedyo neShona

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Lubwisi vanoti nyama (n. meat) kureva nyama.
  • Lubwisi inoti nyaanya (n. tomato) kureva domasi. Ko zita rinonzi Manyanya?
  • Lubwisi inoti nanja (n. lake, sea, ocean) kureva nyanza.
  • Lubwisi inoti ndaghaano (n. promise; covenant; agreement; contract) kureva chirangano.
  • Lubwisi inoti ndege (n. airplane) kureva ndege.
  • Lubwisi inoti ndimo (n. crop) kureva mumera wezvirimwa.
  • Lubwisi inoti ndwala (n. sickness, disease) kureva hurwere.
  • Lubwisi inoti ngoma (n. drum) kureva ngoma.
  • Lubwisi inoti nguwe (n. leopard).
  • Lubwisi inoti njala (n. hunger, starvation) kureva nzira.
  • Lubwisi inoti njoko (n. mother) kureva nyoko kana amai.
  • Lubwisi inoti njikala kana mulingo (n. situation, condition) kureva mamirire.
  • Lubwisi inoti mulingo (n. 1. kind, type, style, 2. method, means, way, manner) kureva mutowo.
  • Lubwisi inoti nkanga (n. guinea fowl) kureva hanga.
  • Lubwisi inoti nsi kana kyalo (n. world; surroundings; countryside) kureva chisi.
  • Lubwisi inoti mbeba (n. rat that lives both in the bush and in houses) kureva mbeva.
  • Lubwisi inoti mbuwa (n. dog) kureva imbwa.
  • Lubwisi inoti maasi (n. water) kureva mvura. Ndebele inoti amanzi.
  • Lubwisi inoti musana (n. sun, sunshine) kureva mushana.
  • Lubwisi inoti musaasa (n. man, human being) kureva munhu.
  • Lubwisi inoti mutima (n. heart) kureva moyo.
  • Lubwisi inoti muyambi (n. helper) kureva mubatsiri. Ko zita rinonzi Muyambi?
  • Lubwisi inoti muuya (n. co-wife) kureva mukadzinyina.
  • Lubwisi inoti mukoli (n. worker) kureva mushandi.
  • Lubwisi inoti mulemi (n. politician, governor, ruler) kureva mutungamiri?
  • Lubwisi inoti kulema (n. lead, rule, govern) kureva kutungamira.
  • Lubwisi inoti muliisiya (n. herdsmen) kureva murisi.
  • Lubwisi inoti musoni (n. sewer of clothes) kureva musoni.
  • Lubwisi inoti muteeki (n. cook) kureva mubiki kana nyakubika.
  • Lubwisi inoti mwaka (n. year) kureva gore.
  • Lubwisi inoti mweli (n. moonlight) kureva mwedzi.
  • Lubwisi inoti Kibhudha (n. Buddhism) kureva ChiBhudha.
  • Lubwisi inoti kibhi (n. sinful act, evil act) kureva chivi.
  • Lubwisi inoti luhande (n. side, direction).
  • Lubwisi inoti kihanda (n. path, road) kureva nzira.
  • Lubwisi inoti kighano (n. tale, story, fable, myth) kureva ngano.
  • Lubwisi inoti kikulu (n. primary, important) kureva chikuru.
  • Lubwisi inoti kikwato (n. tool, instrument) kureva chibatiso.
  • Lubwisi inoti kulaghila (n. order, command; tell s.b. to do s.t) kureva kuraira.
  • Lubwisi inoti kudhilika (n. sink down) kureva kudhirika.
  • Lubwisi inoti kukama (n. wring, squeeze out, 2. milking a cow) kureva kukama.
  • Lubwisi inoti kukangama (n. to be on top) kureva kukangarara.
  • Lubwisi inoti kupanga (v. arrange in categories or in order ) kureva kupanga.
  • Lubwisi inoti kuyamba (n. help, assist) kureva kubatsira.
  • Lubwisi inoti kuuluka (n. run away, escape) kureva kuuruka.
  • Lubwisi inoti jail (n. ) kureva c.
  • Lubwisi inoti ebuno (n. buttock) kureva garo. Ndebele inoti izibuno.
  • Lubwisi inoti ehanga kana mahanga pakuwanda (n. country, nation) kureva nyika.
  • Lubwisi inoti ekumi (n. ten) kureva gumi.
  • Lubwisi inoti ekilo n'ekisana (n. night and day) kureva siku nesikati.
  • Lubwisi inoti elele kana malele pakuwanda (n. fern).
  • Lubwisi inoti ese (n. father) kureva baba. Ndebele inoti yise kureva baba vake?
  • Lubwisi inoti matama (n. cheeks) kureva matama.
  • Lubwisi inoti bulema (n. infirmity, disability, handicap) kureva kuremara.
  • Lubwisi inoti bulili (n. bed) kureva uriri.
  • Lubwisi inoti kighango (n. cultural norm).
  • Lubwisi inoti nguma (n. foetus, fetus) kureva mwana ari munhumbu.
  • Lubwisi inoti mulimo kana nkoli (n. work) kureva basa.
  • Lubwisi inoti nkoluwa (n. pattern, model).
  • Lubwisi inoti nkula (n. growth) kureva chakurira ipapo.
  • Lubwisi inoti nondo (n. hammer) kureva nyundo.
  • Lubwisi inoti noni (n. bird) kureva shiri.Ndebele inoti nyoni.
  • Lubwisi inoti ntandiko (n. beginning, source) kureva mavambo.
  • Lubwisi inoti nungu kana museke (n. pipe - for conveying water) kureva paipi.

[1] [2]

  1. https://www.webonary.org/lubwisi/wp-content/uploads/bantu/images/Lubwisi%20Dictionary%20Sep%202012.pdf
  2. "Archive copy". Archived from the original on 2019-07-12. Retrieved 2023-08-29.