Mavambo

Kubva Wikipedia
<<<< Bhaibheri >>>> Kubuda (Ekisodho)

Mavambo (kureva Genesisi, Chigiriki: Γένεσις, Génesis; Chihebheru: בְּרֵאשִׁית, Bərēʾšīṯ, kureva "Pakutanga") Genesi, in'wadhi rokutanga muBhaibheri reUjudha ne Testamende Yekare re Ukristu. Mu Chihebheru zita rayo rakafanan neshoko rokutanga mubhaibheri, Bereshit ("Pakutanga"). Mavambo inwadhi rinotaura nezvechikamu chekusikwa kwe pasirose ne chadenga, nhoroondo yokutanga ye vanhu, uye madzitateguru e Vayisiraeri ne ruvambo rwe Vahebheru vadi.

Tsika inoti Mhoze ndiye munyori we Mavambo, uye mamwe man'wadhi Ekisodho, Varevhi, Numeri uye uzhinji hwe Dhuteronomi; asi vafundi vamazuvano, kunyanya veZanagore 19 nemberi, vanoti man'wadhi acho akanyorwa mumazanagore a 6 na 5 BC, makore mazanazana mushure menguva yakararamwa na Mhoze.

Mamwe mapeji ekuringa:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]