Ngano

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Ngano kana rungano inyaya dzinotaurwa kuvana vadiki nechinangwa chekudzidzisa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti ngano (story, fable, riddle) ndiro rimwe kuDigo neShona.
  • VaSwahili neVaGiryama vanoti ngano (story, fable, riddle) kureva ngano.
  • Vatauri veLuwanga vanoti olukano (story, fable).
  • VaZigula vanoti lugano (n. folktale) zvichireva rungano.