Svetuka kuchirochemo

Senga

Kubva Wikipedia

Senga mutauro weBantu unowanikwa kuZambia.

Mamzwi Anotodza Shona

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Senga inoti malonda (business) kureva bhizinesi. Mamwe mazwi:
  • Senga inoti tuma (v. send) kureva kutuma. Mamwe mazwi: fuma (v. get out).
  • Senga inoti kuwa (v. to be) kureva kuwa. Mamwe mazwi: dongo (n. soil) kureva ivhu.
  • Senga inoti ng’wina (n. crocodile) kureva ngwena. Mamwe mazwi: tola (v. get) kureva kutora.
  • Senga inoti ungwelu (n. light) kureva chiedza. Fananidzai nokuti kweru.
  • Senga inoti musi (n. pestle) kureva mutsi.
  • Senga inoti muzi (n. village) kureva mushe.
  • Senga inoti cilundi cifupi (n. short leg) kureva gumbo pfupi. Mamwe mazwi:
  • Senga inoti mtumiki (n. sent one) kureva nhume.
  • Senga inoti zimu (n. bees) kureva nyuchi.
  • Senga inoti membe (n. flies). Mamwe mazwi: kuonga (v. to thank) kureva kupa kutenda.
  • Senga inoti padoko (slowly) kureva padiki.
  • Senga inoti kunangika (v. to be capable of being spoilt).
  • Senga inoti kuvumbulula (v. to uncover) kureva kufugura.
  • Senga inoti kutimbana (v. beating each other) kureva kurovana.
  • Senga inoti wavina makola (you have danced well) kureva kudzana zvakanaka.
  • Senga inoti tata (n. father) kureva baba. Fananidzai nokuti tateguru.
  • Senga inoti mphofu (n. blind person) kureva bofu.
  • Senga inoti mulendo (n. visitor) kureva muenzi.
  • Senga inoti lomba (v. beg) kureva kupemha. Fananidzai nokuti rombe.
  • Senga inoti timba (v. beat) kureva kurova. Fananidzai nezita rokuti Mutimbanyoka.
  • Senga inoti munkhwapa (n. armpit) kureva hapwa. Mamwe mazwi: luwilo (fast, quick).
  • Senga inoti shamo (n. misfortune) kureva rushambwa. Mamwe mazwi: uheni (bad).
  • Senga inoti cola (n. bag) kureva bhegi. Mamwe mazwi: phiri (n. hill) kureva chikomo.
  • Senga inoti nozhya (v. repair) kureva kunhadzira. Mamwe mazwi: tumba (n. manner of walking).
  • Senga inoti moba (n. beer) kureva hwahwa. Mamwe mazwi: luswazu (n. rod).
  • Senga inoti dambo (n. river) kureva rwizi. Mamwe mazwi: kutali (far away) kureva kure kwakataramuka.
  • Senga inoti cimbwi (n. hyena) kureva bere. Mamwe mazwi: masumbi (n. eggs) kureva mazai.
  • Senga inoti nkhokwe (n. granary, granaries) kureva dura.
  • Senga inoti kumasinda (at the back) kureva kumashure.
  • Senga inoti -malilo (adj. last) kureva chekupedzesera.
  • Senga inoti kukola (v. to hold) kureva kubata. Mamwe mazwi: cikolekole (v. to touch anyhow).
  • Senga inoti mbwete (n. sweet potato) kureva mbambaira.
  • Senga inoti ciwangwa (n. bone) kureva bvupa. Mamwe mazwi: khumbi (n. cloud).
  • Senga inoti kubuka (v. fly) kureva Kubhururuka. Mamwe mazwi: nyengo (n. time, season) kureva nguva.
  • Senga inoti pulika (v. hear) kureva kunzwa. Mamwe mazwi: duka (v. jump).
  • Senga inoti khongono (n. knee) kureva ibvi. Mamwe mazwi: mbuto (n. seed) kureva mbeu.
  • Senga inoti fulu (n. tortoise) kureva hamba. Mamwe mazwi:Ndopa zikafuma (the blood come out).
  • Senga inoti kututuwa (fat) kureva kufuta. Mamwe mazwi: kumasinda comene (a long time ago).
  • Senga inoti shawa (n. groundnuts) kureva nzungu. Mamwe mazwi: musaza (n. brother).
  • Senga inoti cindele (n. fool) kureva benzi. Mamwe mazwi: msambo (n. brnach).
  • Senga inoti tinda- (prep. before) kureva usati. Mamwe mazwi: mkondo (n. spear) kureva pfumo.
  • Senga inoti mphewa (n. kidney) kureva itsvo. Mamwe mazwi: vipeta (n. weed).
  • Senga inoti Ciuta (n. God) kureva Mwari. Mamwe mazwi: kuwonkha (v. suck) kureva kuyamwa.
  • Senga inoti fumba (v. ask) kureva kubvunza. Mamwe mazwi: fumbo (n. question) kureva mubvunzo.