Kweru

Kubva Wikipedia

Kweru izita remhuri rinowanikwa kuTanzania neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Kombo Kweru; Mika Wa Kweru; Mustapha Kweru; Kweru Nyathi
  • Kwazosara kwoti kweru ivo vatopinda munzira kuenda kwaNembudziya.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.