Rombe

Kubva Wikipedia

Rombe kana murombe (beggar; one who goes through villages singing and dancing) kureva munhu anofamba mumisha achidzana nekupemha.

Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Rombe pakata hana mukaka ndowa varidzi. (You) beggar, safeguard your conscience (because) milk belongs to the owners (of cattle).
  • Rombe rinosekwa richaenda kana rodzoka hedzo nhureture. A beggar' is ridiculed when leaving, but on his return he brings lots of things.
  • Rombe ngerichaenda rodzoka ndimambo. If it is a beggar when leaving, it returns a chief.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaBemba vanoti lomba (beg) kureva kupemha. Fananidzai nokuti rombe?
  • VaWanga vanoti omulomberesi (person who begs, coaxes, flatters for his own ends; cadger) vachireva rombe.