Nyavada (nyeredzi)

Kubva Wikipedia
Ruambanyeredzi | Erisi | ♈︎ | ♉︎ | ♊︎ | ♋︎ | ♌︎ | ♍︎ | ♎︎ | ♏︎ | ♐︎ | ♑︎ | ♒︎ | ♓︎ | 
Mufananidzo waNyavada
Ratidzo yeZodhiyaki Nyavada
Nguva (kumadokero) Gumiguru 23 – Mbudzi 22
Unganyeredzi Chinyavada
Nhangande yeZodhiyaki Mvura
Umiriro muZodhiyaki Vatsigi
Mutongi Mrongazuva na Pwuto
Isva Hweva
Unhongi Yuranisi
Udonho Mwedzi

Nyavada (Chingezi: Scorpion) uyezve Nyaridi kana Rize tichirerutsa chingezi. Nyavada ndicho chiratido chechisere cheRuambanyeredzi muZodhiyaki, ichibva kuboka renyeredzi raChinyavada. Pasi penzvimbo dzinopisa dzemvura, zuva rinoyambutsa chiratidzo ichi pakati pamusi wa 23 Gumiguru kusvika 22 Mbudzi.

Nyavada anoteerwa na Uta nyeredzi yepfumbamwe muzodhiyaki, uye iyo nyavada inoteerawo.

Mazita anobva paChingezi: Skopisi na Skopio.

Hondowe neZvechadenga[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zuva[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zuva muNyavada[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mwedzi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Nyamatsatse[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Hweva[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mrongazuva[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Vhenekeratsvimborume[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Chiremera[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Neputoni[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Yuranisi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]