Shumba (nyeredzi)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Ruambanyeredzi | ♈︎ | ♉︎ | ♊︎ | ♋︎ | ♌︎ | ♍︎ | ♎︎ | ♏︎ | ♐︎ | ♑︎ | ♒︎ | ♓︎ | 
Mufananidzo waShumba
Ratidzo yeZodhiyaki Shumba
Nguva (kumadokero) Chikunguru 23– Nyamavhuvhu 23
Unganyeredzi Shumba
Nhangande yeZodhiyaki Moto
Umiriro muZodhiyaki Vatsigi
Mutongi Zuva
Isva Chiremera na Yuranisi
Unhongi Neputoni na Pwuto
Udonho hapana

Shumba (ku Chingezi: Leo; lion) Mhondoro kana Riyo ndicho chiratidzo chechishanu cheruambanyeredzi.

Shumba inoteera Gakanje, iyo ichizoteerwa naMhandara, uye inotarisana naChirongo.

Mabviro eruzivo[chinja | edit source]