Chirongo (nyeredzi)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Ruambanyeredzi | ♈︎ | ♉︎ | ♊︎ | ♋︎ | ♌︎ | ♍︎ | ♎︎ | ♏︎ | ♐︎ | ♑︎ | ♒︎ | ♓︎ | 
Mufananidzo waChirongo

Chirongo (ku Chingezi: Aqaurius) Rongo kana Akwarisi tichirerutsa chingezi. Chirongo ndicho chiratido che chigumi cheRuambanyeredzi muZodhiyaki, ichibva kuboka renyeredzi raChirongo. Zuva rinoyambutsa chiratidzo ichi pakati pamusi wa 22 Zvita kusvika 19 Ndira.

Chirongo anoteerwa na Hove nyeredzi chipiri, uye iyo Chirongo inoteerawo Mbudzi.