Hove (nyeredzi)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Ruambanyeredzi | ♈︎ | ♉︎ | ♊︎ | ♋︎ | ♌︎ | ♍︎ | ♎︎ | ♏︎ | ♐︎ | ♑︎ | ♒︎ | ♓︎ | 
Mufananidzo waHove

Hove (ku Chingezi: Pisces) kana Paishisi tichirerutsa chingezi. Hove ndicho chiratido chechipfumbamwe cheRuambanyeredzi muZodhiyaki, ichibva kuboka renyeredzi ra Hove. Zuva rinoyambutsa chiratidzo ichi pakati pamusi wa 19 Kukadzi kusvika 20 Kurume.

Hove anoteerwa na Hondowe nyeredzi chipiri, uye iyo Hove inoteerawo Chirongo. Hove anotarisana na Mhandara.