Mamanga (nyeredzi)

Kubva Wikipedia
Ruambanyeredzi | Erisi | ♈︎ | ♉︎ | ♊︎ | ♋︎ | ♌︎ | ♍︎ | ♎︎ | ♏︎ | ♐︎ | ♑︎ | ♒︎ | ♓︎ | 
Mfananidzo weMamanga
Ratidzo reZodhiyaki Mapatya
Nguva (kumadokero) Chivabvu 20 – Chikumi 21
Unganyeredzi Mamanga
Nhangande yeZodhiyaki Mhepo
Umiriro muodhiyaki Shanduka
Mutongi Nyamatsatse
Isva Vhenekeratsvimborume
Unhongi Nodhi yekuchamhembe
Udonho Nodhi yekumaodzanyemba

Mamanga (Chirungu: Gemeni) kana Mapatya uyezve inogona kunzi Jemano kana Jemenai tichirerutsa Chirungu. Mamanga ndicho chiratido chechitatu cheruambanyeredzi muzodhiyaki, ichibva kuboka renyeredzi reMamanga. Pasi penzvimbo dzinopisa dzemvura, zuva rinoyambutsa chiratidzo ichi pakati pamusi wa 20 Chivabvu kusvika 21 Chikumi.[1]

Mamanga anoteera Handira nyeredzi chipiri, iyo ichizo teerawo Gakanje.

Vambo rezita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mamanga zvinoreva kuti 'twins' muChirungu.

Mamwe mazita:

  • Mapatya
  • Maviri

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. "Gemini". Encyclopedia Britannica. n.d. Retrieved June 24, 2020.