Mhandara (nyeredzi)
Mataridziko
Ruambanyeredzi | ♈︎ | ♉︎ | ♊︎ | ♋︎ | ♌︎ | ♍︎ | ♎︎ | ♏︎ | ♐︎ | ♑︎ | ♒︎ | ♓︎ |
| Ratidzo yeZodhiyaki | Mhandara |
|---|---|
| Nguva (kumadokero) | Nyamavhuvhu 24– Gunyana 23 |
| Unganyeredzi | Mhandara |
| Nhangande yeZodhiyaki | Pasi |
| Umiriro muZodhiyaki | Vashanduki |
| Mutongi | Nyamatsatse |
| Isva | Vhenekeratsvimborume na Neputoni |
| Unhongi | Nyamatsatse |
| Udonho | Hweva |
Mhandara (ku Chingezi: Virgo; Virgin) Utsvene kana Vhego ndicho chiratidzo chechinhanhatu cheruambanyeredzi.
Mhandara inoteera Shumba, iyo ichizoteerwa naPima, uye inotarisana naHove.