Uta (nyeredzi)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Ruambanyeredzi | ♈︎ | ♉︎ | ♊︎ | ♋︎ | ♌︎ | ♍︎ | ♎︎ | ♏︎ | ♐︎ | ♑︎ | ♒︎ | ♓︎ | 
Mufananidzo waUta

Uta (ku Chingezi: sagittarius) Utati kana sajiterisi tichirerutsa chingezi. Nyavada ndicho chiratido chechipfumbamwe cheRuambanyeredzi muZodhiyaki, ichibva kuboka renyeredzi raUtati. Zuva rinoyambutsa chiratidzo ichi pakati pamusi wa 22 Mbudzi kusvika 22 Zvita.

Uta anoteerwa na Mbudzi nyeredzi ye chigumi, uye iyo Uta inoteerawo Nyavada.