Pima (nyeredzi)

Kubva Wikipedia
Ruambanyeredzi | ♈︎ | ♉︎ | ♊︎ | ♋︎ | ♌︎ | ♍︎ | ♎︎ | ♏︎ | ♐︎ | ♑︎ | ♒︎ | ♓︎ | 
Mufananidzo waPima
Ratidzo yeZodhiyaki Pima
Nguva (kumadokero) Gunyana 23– Gumiguru 22
Unganyeredzi Chikero
Nhangande yeZodhiyaki Mhepo
Umiriro muZodhiyaki Vamberi
Mutongi Hweva
Isva Mrongazuva
Unhongi Chiremera
Udonho Zuva

Pima (ku Chingezi: Libra; Measure) kana Ribhura tichirerutsa Chirungu. Pima ndicho chiratido chechinomwe cheRuambanyeredzi muZodhiyaki, ichibva kuboka renyeredzi raPima. Pasi penzvimbo dzinopisa dzemvura, zuva rinoyambutsa chiratidzo ichi pakati pamusi wa 22 Gunyana kusvika 22 Gumiguru.

Pima anoteerwa na Nyavada nyeredzi ye chisere, iyo ichizo teerawo Uta.

Vambo rezita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pima zvinoreva kuti 'measure' muChirungu.

Mamwe mazita:

  • Chikero
  • Chiyero

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]