Handira (nyeredzi)
Ruambanyeredzi | Erisi | ♈︎ | ♉︎ | ♊︎ | ♋︎ | ♌︎ | ♍︎ | ♎︎ | ♏︎ | ♐︎ | ♑︎ | ♒︎ | ♓︎ |
Ratidzo yeZodhiyaki | Handira |
---|---|
Nguva(kumadokero) | Kubvumbi 19 – Chivabvu 20 |
Unganyeredzi | Handira (Torisi) |
Nhangande yeZodhiyaki | Pasi |
Umiriro muZodhiyaki | Vatsigi |
Mutongi | Hweva |
Isva | Chinyakare: MrongazuvaIkozvino: Pwuto |
Unhongi | Mwedzi |
Udonho | Yuranisi |
Handira (Chirungu: Taurus) kana Torisi ndicho chiratidzo chechipiri cheruambanyeredzi mune zodhiyaki yemazuva ano. Inotenderera kubva pa30 ° kusvika 60 ° yeZodhiyaki. Chiratidzo ichi ndechepasi kana chechi katatu (triplicity), uye ndeche Ukadzi pamusoro pezvo chaka gwinywa (fixed). Handira inotongwa naHweva pamwechete naPima. Mwedzi uri mukukwiridzirwa kwawo pano chaipo pa3 °. Zuva rinotamisa chiratidzo ichi kubva musi wa 21 Kubvumbi kusvika 20 Chivabvu muruambanyeredzi yekumadokero.[1]
Handira inoteera Hondowe, chiratidzo chekutanga, iyo ichibva yateerwa naMamanga.
Vambo rezita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Iro zita rekuti Handira rinoreva kuti 'bull' muChishona.
Mamwe mazita:
- Hando
- Bhuru (kubva kuChirungu
Mu Ruambanyeredzi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Handira ndiyo yakagadziriswa modhi yezviratidzo zvitatu zvepasi, zvimwe zviri Mhandara neMbudzi. Mukuongorora nyeredzi, zvirevo zvikuru zvepuraneti zviri pasi pechiratidzo ichi zvakasindimara, zvinodziya, uye zvinofadza mune zvepanyika.
Mabviro eruzivo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- ↑ Oxford 2019.