Mbudzi (nyeredzi)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Ruambanyeredzi | ♈︎ | ♉︎ | ♊︎ | ♋︎ | ♌︎ | ♍︎ | ♎︎ | ♏︎ | ♐︎ | ♑︎ | ♒︎ | ♓︎ | 
Mufananidzo waMbudzi

Mbudzi (ku Chingezi: capircorn) kana kapurikoni tichirerutsa chingezi. Mbudzi ndicho chiratido che chigumi cheRuambanyeredzi muZodhiyaki, ichibva kuboka renyeredzi raMbudzi. Zuva rinoyambutsa chiratidzo ichi pakati pamusi wa 22 Zvita kusvika 19 Ndira.

Mbudzi anoteera Chirongo nyeredzi chipiri, uye iyo Mbudzi inoteerawo Uta.