Nkonya

Kubva Wikipedia

Nkonya mutauro weAfrika unowanikwa kuGhana.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nkonya vanoti ana (num. four) kureva ina.
  • Nkonya vanoti ana (n. children) kureva vana.
  • Nkonya vanoti ibwi (n. stone) kureva ibwe.
  • Nkonya vanoti oyín (n. mother) kureva amai. VaWanga vanoti nyina (mother) kureva amai nyakubereka.
  • Nkonya vanoti basabasa (n. confusion; disruption) kureva basabasa.
  • Nkonya vanoti bi (v.to become black) kureva kuita chisvipa. Mamwe mazwi:
  • Nkonya vanoti bila (darken; to become dark, particularly weather). Fananidzai nokuti zuva ravira?
  • Nkonya vanoti gali kana gari (n. cassava porridge) kureva sadza. Swahili vanoti ugali.
  • Nkonya vanoti igyi (n. eating; nominal form of to eat) kureva kudya.
  • Nkonya vanoti itsitsi (adv. under) kureva kutsi. Fananidzai nokuti kutsitsa?
  • Nkonya vanoti lala (to lie flat) kureva kurara.
  • Nkonya vanoti mbi (n. faeces) kureva mavi.
  • Nkonya vanoti otsin kana ntsin pakuwanda (n. vein) kureva tsinga.
  • Nkonya vanoti nsɩnɛ (adj. middle; medium; between) kureva pakati.
  • Nkonya vanoti otsibi (n. girl) kureva musikana. Baila vanoti mwana mushimbi kureva musikana.
  • Nkonya vanoti owi (n. nominal form of 'to steal') kureva hubi kana rubo.
  • Nkonya vanoti tswii (1. to be straight; 2. to be correct) kureva kutwasuka. Fananidzai nokuti mutswi?

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nkonya vanoti dɛdɛ (sweet) kureva kutapira. Mamwe mazwi: gowa (n. guava fruit) kureva gwavha.
  • Nkonya vanoti okulu (n. husband) kureva murume we.
  • Nkonya vanoti nani (n. duiker) kureva mhembwe.
  • Nkonya vanoti asa (num. three) kureva tatu. Mamwe mazwi: tsesa (three times) kureva katatu.
  • Nkonya vanoti asawu (fishing net, thrown at the waters edge to catch small fish).
  • Nkonya vanoti tabi (n. twin. Pl. atabi) kureva batya.
  • Nkonya vanoti tsala (n. old farm) kureva purazi dzaru. Mamwe mazwi: tsala dada (n. farm older than one year old).
  • Nkonya vanoti tsitsi (n. source) kureva mbambiro. Mamwe mazwi: biti (n. first born son) kureva dangwekomana.
  • Nkonya vanoti tsingbini (n. snake) kureva snake. Mamwe mazwi: kufa (n. domestic sheep) kureva hwayi.
  • Nkonya vanoti bɔnɔ (n. egg) kureva zai. Fananidzai nokuti kupona mwana?
  • Nkonya vanoti dalɩ tsu (1. proceed from; to proceed in a sequence) kureva kubva pane.
  • Nkonya vanoti dimbi (n.1. kind of grass; 2. grassland, wilderness).
  • Nkonya vanoti dɩnka (v.1. put on top of). Mamwe mazwi: ɩkʋtʋ (n. shield) kureva nhoo.
  • Nkonya vanoti fuli (v. to whiten) kureva kuchenesa. Mamwe mazwi: fututu (adj. white).
  • Nkonya vanoti ɩhandɛ (n. eldership, birthright) kureva hukuru. Mamwe mazwi: osikani (n. rich person) munhu mupfumi.
  • Nkonya vanoti ɩtsɛtɔ (adv. in private) kureva pachenyu.
  • Nkonya vanoti ka ntam (v. to make an oath; swear) kureva kutsidza. Mamwe mazwi: ka (v. to render). Ntam (oath) kureva mhiko.
  • Nkonya vanoti kɔkwɛ (v. to sprout all over) kumera pose-pose. Mamwe mazwi: sɛsɛ (v. ringworm infection) kureva chisasa.
  • Nkonya vanoti ɔtɛntɛ kana ntɛntɛ pakuwanda (n. flute; bamboo flute).
  • Nkonya vanoti ntsutso (n. a place to fetch water from; river, well, spring, pipe, etc.).
  • Nkonya vanoti anyambi kana nyambi pakuwanda (n. maggot) kureva [[]]. Mamwe mazwi: ogyatɔ (n. fire place) kureva choto.
  • Nkonya vanoti okitikiti (n. loud noise) kureva ruzha. Mamwe mazwi: ɔmá (n. nation) kureva rudzi.
  • Nkonya vanoti ɔtsatsa (n. gravel, usually laterite). Mamwe mazwi: tsatsa (v. to trample something).
  • Nkonya vanoti pia (v. to carry on the back, as a woman carries her baby) kureva kubhabhura.
  • Nkonya vanoti sika (n. 1 money; precious metal) kureva mari. Mamwe mazwi: tɔ kana ɩtɔ (n. thing) kureva chinhu.
  • Nkonya vanoti simpi (n. lead metal; anchor for a boat). Mamwe mazwi: sumbi (n. errand) kureva rwendo rwekutumwa.
  • Nkonya vanoti tsia (v. add something to something) kureva kusanganisa.
  • Nkonya vanoti tsiin (v. cease to grow). Mamwe mazwi: tumi (n. power or authority).
  • Nkonya vanoti tswi (v. 1. to throw something; 2. spin cotton; 3. swing arms; 4. dive into something; 5. give a small gift).
  • Nkonya vanoti tswitswi (n. contribution to a cause) kureva mudeme-mudeme. Mamwe mazwi: tswikita (v. to dive upon; to pounce upon) kureva kuwurukira.
  • Nkonya vanoti tu (v. 1. to separate; 2. to jump; 3. to emigrate to somewhere; 4. to drive someone away).
  • Nkonya vanoti wii (n. marijuana) kureva mbanje. Mamwe mazwi: yiraka (v.scatter and spread out).
  • Nkonya vanoti wulu (n. town; city) kureva guta. Mamwe mazwi: wulutɔ (n. the town and people or events there).
  • Nkonya vanoti bimbi kana titi (n. the far past; ancient times; ) kureva karekare.