Mbambiro

Kubva Wikipedia

Mbambiro kana kuti mavambo (first step in procedure, baseline, source, origin) zvinoreva danho rokutanga pamaitirwo ebasa kana pane zviri kucherechedzwa.

Shoko iri rinokwanisa kushandiswa kuturikira inonzi baseline kuEnglish.

Mashoko Anotodzana[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kutungamira; kutangira (antecede; to go before, in time, order, rank).
  • Jekese kana rivata (ideo of Beginning together (many). Ngatiti pabasa jekese: let us begin the work together.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • BaKalanga vanoti bu dwilo (beginning or origins of something) kureva mbambiro. VaBemba vanoti ntulo (source).
  • VaNyoro vanoti okubanza (origin, to begin).
  • VaSwahili vanoti chanzo (source, beginning). VaDigo vanoti chandzo (source, beginning).
  • VaGungu vanoti ntandiko (origin, beginning, source, initiation, foundation, basis, inception, first part of a series or an activity) kureva mavambo.
  • VaKongo vanoti etuku (origin, source, cause, derivation - often used in plural). VaKongo vanowanzosiya e anovamba mazwi anenge etuku.